Online Bible

- Advertisements -

Mateo 12:12 - Shona BIBLE

12 Munhu anopfuura hwai zvikuru sei! Saka zvakatenderwa kuita zvakanaka neSabata.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Munhu unopfuʋura gwai ɀikuru sei! Saka ɀakatenderwa kuita ɀakanaka nesaɓata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Munhu anopfuura hwai zvikuru sei! Saka zvakatenderwa kuita zvakanaka neSabata.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.”

See the chapter Copy

Mateo 12:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements