Online Bible

- Advertisements -




Mateo 12:10 - Shona BIBLE

10 Zvino tarira, kwakanga kuno munhu akanga anoruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza, vachiti, “Zvakatenderwa kuporesa neSabata here?” Kuti vamupomere mhosva.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino tarira, kwakaŋga kunomunhu wakaŋga anoruʋoko rwakawonyana. Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ɀakatenderwa kuporesa nesaɓata here? kuti ʋamupomere mhoȿa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino tarira, kwakanga kunomunhu akanga anoruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza, vachiti, “Zvakatenderwa kuporesa neSabata here?” Kuti vamupomere mhosva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza kuti zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata kuti vamupe mhosva.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Imomo maiva nomunhu aiva noruoko rwakakokonyara. Vakamubvunza kuti zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata kuti vamupe mhosva.

See the chapter Copy




Mateo 12:10

Follow us:

Advertisements


Advertisements