Mateo 11:30 - Shona BIBLE30 Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti joko raŋgu rakanaka, nomutoro waŋgu unorerukira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 nokuti joko rangu rakanaka uye mutoro wangu wakareruka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 nokuti joko rangu rakanaka uye mutoro wangu wakareruka.” See the chapter |