Online Bible

- Advertisements -

Mateo 11:29 - Shona BIBLE

29 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Muise joko raŋgu pamsoro penyu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomŋoyo unoɀininipisa, kuti muwane zororo pamŋeya yenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo

See the chapter Copy

Mateo 11:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements