Mateo 11:24 - Shona BIBLE24 “Asi ndinoti kwamuri, ‘Nyika yeSodhoma icharerukirwa nezuva rokutongwa kupfuura iwe.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi ndinoti kwamuri: Nyika yeSodoma icarerukirwa nezuʋa rokutoŋgwa kupfuʋura iwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Asi ndinoti kwamuri, ‘Nyika yeSodhoma icharerukirwa nezuva rokutongwa kupfuura iwe.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Chandinokutaurirai ndechokuti, ‘Pazuva rokutongwa, zvichava nyore kunyika yeSodhomu panewe.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Chandinokutaurirai ndechokuti, ‘Pazuva rokutongwa, zvichava nyore kunyika yeSodhomu panewe.’ ” See the chapter |