Mateo 11:17 - Shona BIBLE17 ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takaungudza, mukasachema.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takaungudza, mukasachema.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ‘Takakuridzirai nyere, asi hamuna kutamba. Takaungudza, asi imi hamuna kuchema; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 ‘Takakuridzirai nyere, asi hamuna kutamba. Takaungudza, asi imi hamuna kuchema; See the chapter |