Mateo 11:11 - Shona BIBLE11 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna kumuka mukuru kuna Johani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwedenga mukuru kwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Kunaʋakaɓerekwa naʋakadzi, hakuna‐kumuka mukuru kunaJohane Mubapatidzi; asi muɗuku muʋushe bgokuɗeŋga mukuru kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vakaberekwa navakadzi, hakuna kumuka mukuru kunaJohani Mubhabhatidzi; asi muduku muushe hwedenga mukuru kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vose vakazvarwa navakadzi, hakuna mukuru kupinda Johani Muombeki asi mudiki wokupedzisira muumambo hwedenga mukuru kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kuna vose vakazvarwa navakadzi, hakuna mukuru kupinda Johani Muombeki asi mudiki wokupedzisira muumambo hwedenga mukuru kwaari. See the chapter |