Mateo 10:10 - Shona BIBLE10 kana hombodo yorwendo, kana nguo mbiri, kana shangu, kana tsvimbo; nokuti mushandi akafanira kuti apiwe zvokudya zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kana homboɗo yorwendo, kana ŋguʋo mbiri, kana shaŋgu, kana tȿimbo; nokuti muɓati wakafanirwa neɀokudya ɀake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 kana hombodo yorwendo, kana nguo mbiri, kana shangu, kana tsvimbo; nokuti mushandi akafanira kuti apiwe zvokudya zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kana tsapo yeparwendo kana hembe mbiri kana shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anokodzera kupiwa zvokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 kana tsapo yeparwendo kana hembe mbiri kana shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anokodzera kupiwa zvokudya. See the chapter |