Mateo 1:24 - Shona BIBLE24 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ino Josefa akamuka pahope dzake akaita seɀaakarairwa nomutumŋa waShe, akatora mukadzi wake; See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. See the chapter |