Mateo 1:22 - Shona BIBLE22 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita achiti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: See the chapter |