Mateo 1:19 - Shona BIBLE19 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. See the chapter |