Mariko 9:9 - Shona BIBLE9 Zvino vakati vachiburuka mugomo, akavaraira kuti, varege kuudza munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvakafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋakati ʋaciɓuruka mugomo, akaʋaraira kuti ʋarege kuʋudza munhu ɀaʋakaŋga ʋaʋona kuȿikira Mŋanakomana womunhu amuka kuʋakafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino vakati vachiburuka mugomo, akavarayira kuti, varege kuudza munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakanga vachiburuka mugomo akavatsindidza kuti vasataurire munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvafi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pavakanga vachiburuka mugomo akavatsindidza kuti vasataurire munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvafi. See the chapter |