Mariko 9:50 - Shona BIBLE50 “Munyu wakanaka; asi kana munyu usichavavi, mungaurunga neiko? Ivai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Munyu wakanaka; asi kana munyu usicaʋaʋi, muŋgauruŋga neiko? Iʋai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 “Munyu wakanaka; asi kana munyu usichavavi, mungaurunga neiko? Ivai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. See the chapter |