Mariko 9:34 - Shona BIBLE34 Vakaramba vanyerere, nokuti vakanga vaita nharo pakati pavo munzira, kuti mukuru ndiani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaramba ʋanyerere, nokuti ʋakaŋga ʋaita nharo pakati paʋo munzira, kuti mukuru ndiani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Vakaramba vanyerere, nokuti vakanga vaita nharo pakati pavo munzira, kuti mukuru ndiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vachiitirana nharo dzokuti ndiani mukuru kupinda vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakaramba vanyerere, nokuti munzira vakanga vachiitirana nharo dzokuti ndiani mukuru kupinda vose. See the chapter |