Online Bible

- Advertisements -




Mariko 9:31 - Shona BIBLE

31 Nokuti akadzidzisa vadzidzi vake, akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu, vachamuuraya; kana aurayiwa, achamukazve mazuva matatu apfuura.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Nokuti wakadzidzisa ʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari: Mŋanakomana womunhu ucaiswa mumaʋoko aʋanhu, ʋacamuʋuraya; kana aʋurawa, ucamuka ɀe mazuʋa matatu apfuʋura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Nokuti akadzidzisa vadzidzi vake, akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu, vachamuuraya; kana aurawa, achamukazve mazuva matatu apfuura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 nokuti aidzidzisa vadzidzi vake achiti kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu vachizomuuraya. Kana auraiwa achamukazve mushure memazuva matatu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 nokuti aidzidzisa vadzidzi vake achiti kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu vachizomuuraya. Kana auraiwa achamukazve mushure memazuva matatu.”

See the chapter Copy




Mariko 9:31

Follow us:

Advertisements


Advertisements