Mariko 9:23 - Shona BIBLE23 Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Jesu akati kwaari: Kana iwe ucigona kutenda, ɀose ɀiŋgaitika kunounotenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.” See the chapter |