Mariko 9:17 - Shona BIBLE17 Mumwe wavazhinji akamupindura, akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, anomweya wembeveve. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mumŋe waʋazhinji akamupindura, akati: Mudzidzisi, ndaʋuya kwamuri nomŋanakomana waŋgu, unomŋeya wembeʋeʋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Mumwe wavazhinji akamupindura, akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, anomweya wembeveve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve. See the chapter |