Mariko 8:8 - Shona BIBLE8 Vakadya, vakaguta, ndokuunganidza zvimedu zvakasara, matengu manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakadya, ʋakaguta, ndokuʋuŋganidza ɀimeɗu ɀakasara, mateŋgu manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakadya, vakaguta, ndokuunganidza zvimedu zvakasara, matengu manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vakadya vakaguta, vakazonhongerera zvimedu zvakasara zvikazadza nhengwana nomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu vakadya vakaguta, vakazonhongerera zvimedu zvakasara zvikazadza nhengwana nomwe. See the chapter |