Mariko 8:7 - Shona BIBLE7 Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ʋakaŋga ʋanehoʋe ɗuku shomanene; ɀino akadziropafadza, akati ɀiiswe ʋo pamberi paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” See the chapter |