Mariko 8:24 - Shona BIBLE24 Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Iye akatarira, akati: Ndinoʋona ʋanhu, ndinoʋaʋona ʋacifamba ʋakafanana nemiti. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.” See the chapter |