Mariko 8:22 - Shona BIBLE22 Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakaȿika Betsaida; ʋakaʋuya neɓofu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, kuti amunyaŋgate. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate. See the chapter |