Mariko 8:14 - Shona BIBLE14 Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakaŋga ʋakaŋganwa kutora ɀiŋgwa; ʋakaŋga ʋasineɀiŋgwa, asi cimŋe ɓedzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vakanga vakanganwa kutora zvingwa muigwa; vakanga vasina zvingwa muigwa, asi chimwe bedzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino vakanga vakanganwa kutakura chingwa, kunze kwechimwechete chavakanga vanacho mugwa. See the chapter |