Mariko 8:1 - Shona BIBLE1 Namazuva iwayozve kwakanga kuna vazhinji zhinji, vakanga vasina zvavangadya, akadanira vadzidzi vake kwaari, akati kwavari, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Namazuʋa iwayo ɀe kwakaŋga kunaʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋasinaɀaʋaŋgadya, akaɗanira ʋadzidzi ʋake kwaari, akati kwaʋari: See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Namazuva iwayozve kwakanga kunavazhinji zhinji, vakanga vasina zvavangadya, akadanira vadzidzi vake kwaari, akati kwavari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Namazuva iwayo gungano guru ravanhu parakaungana zvakare, uye vakanga vasisina chokudya akadaidza vadzidzi vake akati kwavari, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Namazuva iwayo gungano guru ravanhu parakaungana zvakare, uye vakanga vasisina chokudya akadaidza vadzidzi vake akati kwavari, See the chapter |