Online Bible

- Advertisements -




Mariko 7:36 - Shona BIBLE

36 Zvino akavaraira, kuti varege kuudza vanhu; asi iye achinyanya kuvarayira, ivo vakanyanyisa kuparidza izvozvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀino wakaʋaraira, kuti ʋarege kuʋudza ʋanhu; asi iye acinyanya kuʋaraira, iʋo ʋakanyanyisa kuparidza iɀoɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvino akavarayira, kuti varege kuudza vanhu; asi iye achinyanya kuvarayira, ivo vakanyanyisa kuparidza izvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira.

See the chapter Copy




Mariko 7:36

Follow us:

Advertisements


Advertisements