Mariko 7:32 - Shona BIBLE32 Vakaisa kwaari munhu wematsi, aiva mbeveve, vakakumbira zvikuru kuti aise ruoko rwake pamusoro pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakaisa kwaari munhu wematsi, waikakamira, ʋakakumbira ɀikuru kuti aise ruʋoko rwake pamsoro pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Vakaisa kwaari munhu wematsi, aiva mbeveve, vakakumbira zvikuru kuti aise ruoko rwake pamusoro pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari matsi asingagoni kunyatsotaura. Vakamuteterera kuti aise ruoko rwake paari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari matsi asingagoni kunyatsotaura. Vakamuteterera kuti aise ruoko rwake paari. See the chapter |