Online Bible

- Advertisements -

Mariko 7:27 - Shona BIBLE

27 Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Akati kwaari: Ʋana ŋgaʋataŋge kuguta, nokuti haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.”

See the chapter Copy

Mariko 7:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements