Mariko 7:26 - Shona BIBLE26 Zvino iye mukadzi aiva muGiriki, worudzi rwaveSairofonishia; akaramba achikumbira kwaari kuti abudise mweya wakaipa pamwanasikana wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino iye mukadzi waiʋa muGiriki, worudzi rwaʋeSirofenike; akaramba acikumbira kwaari kuti aɓuɗise mŋeya wakaipa pamŋanasikana wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino iye mukadzi aiva muGiriki, worudzi rwaveSirofenike; akaramba achikumbira kwaari kuti abudise mweya wakaipa pamwanasikana wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake. See the chapter |