Mariko 7:24 - Shona BIBLE24 Akasimuka ipapo, akaenda kunyika yeTaya neSidhoni; akapinda mumba, asingadi kuzikanwa nomunhu; akakoniwa kuzvivanza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Wakasimuka ipapo, akaenda kunyika yeTire neSidoni; akapinda mumba, asiŋgaɗi kuzikanwa nomunhu; akakoniwa kuɀiʋanza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Akasimuka ipapo, akaenda kunyika yeTire neSidhoni; akapinda mumba, asingadi kuzikanwa nomunhu; akakoniwa kuzvivanza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akazobvapo akaenda kudunhu reTire neSidhoni akapinda mune imwe imba asingadi kuti zvizivikanwe nomunhu, asi haaigona kuvanzika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Jesu akazobvapo akaenda kudunhu reTire neSidhoni akapinda mune imwe imba asingadi kuti zvizivikanwe nomunhu, asi haaigona kuvanzika. See the chapter |