Mariko 7:10 - Shona BIBLE10 nokuti Mosesi akati, ‘Kudza baba vako namai vako, uye anotuka baba namai, ngaafe norufu.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti Mosesi wakati: Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, ʋuye, unotuka ɓaɓa namai, ŋgaafe norufu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 nokuti Mosesi akati, ‘Kudza baba vako namai vako, uye anotuka baba namai, ngaafe norufu.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti Mosesi akati, “Kudza baba vako naamai vako uye anotuka baba vake kana amai vake anofanira kutofa.” See the chapter |