Mariko 5:7 - Shona BIBLE7 akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro–soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Ndinemhaka yeiko nemi Jesu, Mŋanakomana waMŋari Wokumsoro‐soro? Ndinokupikirai naMŋari kuti murege kunditambudza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro-soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 ndokuzhamba nezwi guru achiti, “Unei neni, Jesu Mwanakomana waMwari Wokumusorosoro. Ndinoti nezita raMwari rega, kunditambudza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 ndokuzhamba nezwi guru achiti, “Unei neni, Jesu Mwanakomana waMwari Wokumusorosoro. Ndinoti nezita raMwari rega, kunditambudza.” See the chapter |