Mariko 5:6 - Shona BIBLE6 Zvino akati achiona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumupfugamira; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati aciʋona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumunamata; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati achiona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumupfugamira; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, See the chapter |