Online Bible

- Advertisements -




Mariko 5:43 - Shona BIBLE

43 Akavaraira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungapiwe zvokudya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Akaʋaraira ɀikuru kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu; akati, ŋgaapiwe ɀokudya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Akavarayira zvikuru kuti zvirege kuziikanwa nomunhu; akati musikana ungaapiwe zvokudya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Jesu akavakohomedza kuti zvirege kuzivikanwa kana nomunhu zvake ndokuvaudza kuti vape musikana chokudya.

See the chapter Copy




Mariko 5:43

Follow us:

Advertisements


Advertisements