Online Bible

- Advertisements -

Mariko 5:40 - Shona BIBLE

40 Vakamuseka. Akavabudisa vose, akatora baba vomwana namai, navaakanga anavo, akapinda kwakanga kuno mwana.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ʋakamuseka. Akaʋaɓuɗisa ʋose, akatora ɓaɓa ʋomŋana namai, naʋaakaŋga anaʋo, akapinda kwakaŋga kunomŋana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Vakamuseka. Akavabudisa vose, akatora baba vomwana namai, navaakanga anavo, akapinda kwakanga kuno mwana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana.

See the chapter Copy

Mariko 5:40

Follow us:

Advertisements

Advertisements