Mariko 5:30 - Shona BIBLE30 Pakarepo Jesu akati achiziva mukati make kuti simba rakabuda kwaari, akatendeuka pakati pavanhu vazhinji, akati, “Ndianiko abata nguo dzangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Pakarepo Jesu wakati aciziʋa mukati make kuti simba rakaɓuɗa kwaari, akatendeʋuka pakati paʋanhu ʋazhinji, akati: Ndianiko waɓata ŋguʋo dzaŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Pakarepo Jesu akati achiziva mukati make kuti simba rakabuda kwaari, akatendeuka pakati pavanhu vazhinji, akati, “Ndianiko abata nguo dzangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pakarepowo Jesu akabva aziva nechomumwoyo kuti simba rabuda maari; akatendeukira mukati megurusvusvu ravanhu achiti, “Ndiani abata hanzu yangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pakarepowo Jesu akabva aziva nechomumwoyo kuti simba rabuda maari; akatendeukira mukati megurusvusvu ravanhu achiti, “Ndiani abata hanzu yangu?” See the chapter |