Mariko 5:20 - Shona BIBLE20 Akaenda, akatanga kuparidza munyika yeDhekaporisi zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu; vakashamiswa vose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akaenda, akataŋga kuparidza munyika yeDekapori ɀinhu ɀikuru ɀaakaitirwa naJesu; ʋakashamiswa ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Akaenda, akatanga kuparidza munyika yeDhekapori zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu; vakashamiswa vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Munhu uya akabvapo ndokutanga kuparidza mudunhu reDhekapori zvinhu zvaakaitirwa naJesu. Vanhu vose vakashamiswa kwazvo nazvo. See the chapter |