Mariko 5:18 - Shona BIBLE18 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati acipinda mugwa, iye waiʋa nemŋeya yakaipa akakumbira ɀikuru kwaari kuti agare naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. See the chapter |