Mariko 5:14 - Shona BIBLE14 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvaitwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Ʋakaʋuya kuzoʋona ɀaitwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu kauya kuzoona zvaitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. See the chapter |