Mariko 4:41 - Shona BIBLE41 Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyangwe negungwa zvinomuteerera?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋakatya nokutya kukuru, ʋakataurirana ʋaciti: Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyaŋge neguŋgwa ɀinomuterera? See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyange negungwa zvinomuteerera?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” See the chapter |