Online Bible

- Advertisements -

Mariko 4:22 - Shona BIBLE

22 Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti hapanecinhu cakaʋanzika cisiŋgazoʋoneswi, hapana‐cakaʋigwa cisiŋgazoɓuɗi pacena.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena.

See the chapter Copy

Mariko 4:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements