Mariko 3:9 - Shona BIBLE9 Akaudza vadzidzi vake kuti igwa rigare nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaʋudza ʋadzidzi ʋake kuti kagwa kamugarire nokuɗa kwaʋazhinji, kuti ʋarege kumumanikidza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akaudza vadzidzi vake kuti kagwa kamugarire nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. See the chapter |