Online Bible

- Advertisements -

Mariko 3:4 - Shona BIBLE

4 Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Akati kwaʋari: Ɀakatenderwa here nesaɓata kuita ɀakanaka kana ɀakaipa, kuponesa munhu kana kuʋuraya? Ʋakanyarara.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi–i kunyarara.

See the chapter Copy

Mariko 3:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements