Online Bible

- Advertisements -

Mariko 3:11 - Shona BIBLE

11 Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nemŋeya yetȿina yakati kana yamuʋona, yaiwira pasi pamberi pake, ikaɗanidzira iciti: Ndiwe Mŋanakomana waMŋari!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.”

See the chapter Copy

Mariko 3:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements