Online Bible

- Advertisements -

Mariko 2:8 - Shona BIBLE

8 Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Pakarepo Jesu aciziʋa mumŋeya make kuti ʋanofuŋga kuɗaro mumŋoyo yaʋo, akati kwaʋari: Munofuŋgireiko ɀinhu iɀi mumŋoyo yenyu?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Pakarepo Jesu achiziva mumweya make kuti vanofunga kudaro mumwoyo yavo, akati kwavari, “Munofungireiko zvinhu izvi mumwoyo yenyu?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Pakarepo, Jesu zvaakazviziva kuti vaifunga zvakadai mukati mavo, akavati, “Ko munofungireiko zvinhu zvakadai mumwoyo menyu?

See the chapter Copy

Mariko 2:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements