Mariko 2:5 - Shona BIBLE5 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kuno akanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu wakati aciʋona kutenda kwaʋo, akati kunowakaŋga akafa mitezo: Mŋana, wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Jesu akati achiona kutenda kwavo, akati kunoakanga akafa mitezo, “Mwana, waregererwa zvivi zvako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jesu, paakaona chitendero chavo, akati kumunhu akatonhora mitezo, “Mwanangu, zvitadzo zvako zvaregererwa.” See the chapter |