Mariko 2:3 - Shona BIBLE3 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakaʋuya ʋakaisa kwaari munhu wakaŋga akafa mitezo, akatakurwa na ʋanhu ʋanna. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. See the chapter |