Mariko 2:20 - Shona BIBLE20 “Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi mazuʋa acaȿika, acazobviswa cikomba kwaʋari; ɀino neŋguʋa iyo ʋacaɀinyima ɀokudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 “Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya. See the chapter |