Mariko 2:19 - Shona BIBLE19 Jesu akati kwavari, “Shamwari dzemuwani dzingazvinyima zvokudya seiko achiri kwavari? Havangazvinyimi zvokudya muwani achiri kwavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jesu akati kwaʋari: shamŋari dzecikomba dziŋgaɀinyima ɀokudya seiko ciciri kwaʋari? Haʋaŋgaɀinyimi ɀokudya cikomba ciciri kwaʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Jesu akati kwavari, “Shamwari dzemuwani dzingazvinyima zvokudya seiko achiri kwavari? Havangazvinyimi zvokudya muwani achiri kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jesu akati kwavari, “Mungati vanhu vari pamuchato ngavatsanye here iye muwani vachinaye? Kana muwani vachinaye chete havatsanyi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Jesu akati kwavari, “Mungati vanhu vari pamuchato ngavatsanye here iye muwani vachinaye? Kana muwani vachinaye chete havatsanyi. See the chapter |