Mariko 2:13 - Shona BIBLE13 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. See the chapter |