Online Bible

- Advertisements -

Mariko 2:10 - Shona BIBLE

10 “Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo),

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:)

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo),

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya,

See the chapter Copy

Mariko 2:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements