Mariko 16:5 - Shona BIBLE5 Vakapinda muhwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakapinda mubgiro, ʋakaʋona jaya, rakaŋga rigere kurudyi, rakapfeka ŋguʋo cena yakareɓa, ʋakavunduka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo. See the chapter |